msgbartop
All about Google Chrome & Google Chrome OS
msgbarbottom

28 Oct 11 Compal licenses Microsoft patents for Android


  • FEATURED

    Va Mugabe Vanobuda Munyika Chinyararire

    Va Mugabe Vanobuda Munyika Chinyararire Na Sandra Nyaira | Washington Mapato eMDC maviri ari muhurumende yemubatanidzwa ne ZANU-PF ari kunyunyuta kuti seyi mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vakabuda munyika muchivande neMuvhuro vasina kuzivisa vamwe vavo muhurumende. Gurukota muhofisi yaVa Tsvangirai, Va Jameson Timba, vaudza pepanhau re Day аftеr day News kuti havana kuudzwa kuti Va Mugabe vaenda kupi. Ukuwo mutungamiri wе MDC diki, Va Welshman Ncube, vari kutiwo hapana zvavari kuziva nezverwendo rwaVaMugabe. VaMugabe vari kufungidzirwa kuti vaenda zvakare kuSingapore kunorapwa, [...]

    Read more →

  • Article source: http://www.zimguardian.com/?p=5707

    Tags: , ,

    Comments are closed.